Notification
HARARE WEATHER

Officer!

Dandaro
1 Min Read
Nhasi ndati ndakagara zvangu mumota pa Colcom, ndakaona officer vakuya vakandinanga, ndikati Hanziiko, mbanje here?ndaba here?Bronco here? Or pamwe ndine Dombo here?wrong parking here?he knockedpa Hwindo zvikanzi dzikisa ndikati Ukudei 😂😂 taura Ndikunzwa ,ndakavhura ka corner ke hwindo , zvikanzi ndangouya Kuzokuti mota yako yakanaka mdara and panga akuenda akazoona ibhanditi
Big of Office Chidaushe.
Haasi ese mapurisa ane kahunhu kechirukaz,Ini kumbare kuna Khedha ,Mudavanhu, Sten na Moyo haa ma bhooo vanhu ivavo kwete zvekunyeba
Kwenyu kunani???
Leave a comment

Contact Us

(+263) 77 380 2386

contact@dandaro.online

© 2024 – Dandaro Online. All rights reserved.

- Sponsored-
Ad imageAd image
- Sponsored -

Share This Article